Maraki 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti muromo wemupristi ndiwo unofanira kuchengeta ruzivo, uye vanhu vanofanira kutsvaga mutemo* kubva mumuromo make,+ nekuti ndiye nhume yaJehovha wemauto.
7 Nekuti muromo wemupristi ndiwo unofanira kuchengeta ruzivo, uye vanhu vanofanira kutsvaga mutemo* kubva mumuromo make,+ nekuti ndiye nhume yaJehovha wemauto.