Numeri 13:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Pavakakwidza kuNegebhu, vakasvika kuHebroni,+ kwaigara Ahimani, Sheshai, naTarimai,+ vakaberekwa naAnaki.+ Hebroni yakanga yavakwa makore manomwe Zoani yeIjipiti isati yavakwa. Numeri 13:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Tiri ikoko takaona vaNefirimu, vanakomana vaAnaki,+ vakabva kuvaNefirimu, uye kana tichizvienzanisa navo taizviona sehwiza, uye ndiwo maonero avaitiitawo.”
22 Pavakakwidza kuNegebhu, vakasvika kuHebroni,+ kwaigara Ahimani, Sheshai, naTarimai,+ vakaberekwa naAnaki.+ Hebroni yakanga yavakwa makore manomwe Zoani yeIjipiti isati yavakwa.
33 Tiri ikoko takaona vaNefirimu, vanakomana vaAnaki,+ vakabva kuvaNefirimu, uye kana tichizvienzanisa navo taizviona sehwiza, uye ndiwo maonero avaitiitawo.”