Vatongi 11:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Pavakafamba nemurenje, vakanyenyeredza nyika yeEdhomu+ nenyika yeMoabhi. Vakaenda vari kumabvazuva kwenyika yeMoabhi+ vakadzika musasa munharaunda yeAnoni; havana kupinda munyika yeMoabhi,+ nekuti Anoni ndiyo yaiva muganhu weMoabhi.
18 Pavakafamba nemurenje, vakanyenyeredza nyika yeEdhomu+ nenyika yeMoabhi. Vakaenda vari kumabvazuva kwenyika yeMoabhi+ vakadzika musasa munharaunda yeAnoni; havana kupinda munyika yeMoabhi,+ nekuti Anoni ndiyo yaiva muganhu weMoabhi.