-
Numeri 22:35Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
35 Asi ngirozi yaJehovha yakati kuna Bharami: “Enda nevarume vacho, asi wongonotaura mashoko andinenge ndakuudza chete.” Saka Bharami akaramba achienda nemachinda aBharaki.
-