Eksodho 22:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 “Kana ukakweretesa mari kumurombo ari pakati pevanhu vangu wauri kugara naye, usaite semunhu wechimbadzo. Usaita kuti akudzorere mari yacho yabereka.+ Revhitiko 25:36, 37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Usaita kuti akupe mubereko kana kukudzorera zvinhu zvako zvawanda.+ Unofanira kutya Mwari wako,+ uye hama yako ichiramba ichirarama pakati penyu. 37 Usamukweretesa mari kuti azokupa yabereka+ kana kumupa zvekudya kuti azokudzorera zvawanda. Nehemiya 5:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Iniwo nehama dzangu nevashandi vangu, tiri kuvakweretesa mari nezviyo. Ndapota ngatiregei kukweretesa uku kwatiri kuita tichiwana mubereko.+ Pisarema 15:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Haakweretesi mari yake achida kudzorerwa yabereka,+Uye haagamuchiri chiokomuhomwe kuti apomere munhu asina mhosva.+ Munhu wese anoita zvinhu izvi haazombozununguswi.*+
25 “Kana ukakweretesa mari kumurombo ari pakati pevanhu vangu wauri kugara naye, usaite semunhu wechimbadzo. Usaita kuti akudzorere mari yacho yabereka.+
36 Usaita kuti akupe mubereko kana kukudzorera zvinhu zvako zvawanda.+ Unofanira kutya Mwari wako,+ uye hama yako ichiramba ichirarama pakati penyu. 37 Usamukweretesa mari kuti azokupa yabereka+ kana kumupa zvekudya kuti azokudzorera zvawanda.
10 Iniwo nehama dzangu nevashandi vangu, tiri kuvakweretesa mari nezviyo. Ndapota ngatiregei kukweretesa uku kwatiri kuita tichiwana mubereko.+
5 Haakweretesi mari yake achida kudzorerwa yabereka,+Uye haagamuchiri chiokomuhomwe kuti apomere munhu asina mhosva.+ Munhu wese anoita zvinhu izvi haazombozununguswi.*+