RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 38:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Asi Ere, dangwe raJudha, akanga asingafadzi Jehovha; saka Jehovha akamuuraya. 8 Pakaitika izvi, Judha akati kuna Onani: “Gara nhaka mudzimai wemukoma wako, urare naye uberekere mukoma wako vana.”+

  • Rute 4:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Bhoazi akabva ati: “Zuva rauchatenga munda wacho kuna Naomi, unofanira kubva wautengawo kuna Rute muMoabhi, mudzimai wemurume akafa, kuti zita remurume akafa ridzorerwe panhaka yake.”+

  • Mako 12:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 “Mudzidzisi, Mozisi akatinyorera kuti kana murume akafa achisiya mudzimai wake asina mwana, munin’ina wake anofanira kutora mudzimai wacho oberekera mukoma wake vana naye.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe