Dheuteronomi 7:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Unofanira kupisa mifananidzo yavanamwari vavo yakavezwa.+ Usachiva sirivha negoridhe zviri pairi, kana kuzvitora,+ kuti zvirege kuva musungo kwauri, nekuti izvo zvinosemesa Jehovha Mwari wako.+ Dheuteronomi 29:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uye maigara muchiona zvinhu zvawo zvinonyangadza nezvidhori zvawo zvinosemesa*+ zvematanda nezvematombo, zvesirivha nezvegoridhe, zvaiva pakati pavo.)
25 Unofanira kupisa mifananidzo yavanamwari vavo yakavezwa.+ Usachiva sirivha negoridhe zviri pairi, kana kuzvitora,+ kuti zvirege kuva musungo kwauri, nekuti izvo zvinosemesa Jehovha Mwari wako.+
17 Uye maigara muchiona zvinhu zvawo zvinonyangadza nezvidhori zvawo zvinosemesa*+ zvematanda nezvematombo, zvesirivha nezvegoridhe, zvaiva pakati pavo.)