Revhitiko 26:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Kana ndaparadza pamunoisira* chingwa chenyu,+ vakadzi gumi vachabikira chingwa chenyu muovheni imwe chete, vokugovanisai vachiita zvekuyera+ uye muchadya asi hamuzoguti.+ Dheuteronomi 26:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 unofanira kutora zvimwe zvibereko zvekutanga pazvibereko zvese zvenyika, zvauchakohwa munyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako, wozviisa mutswanda, woenda kunzvimbo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare.+
26 Kana ndaparadza pamunoisira* chingwa chenyu,+ vakadzi gumi vachabikira chingwa chenyu muovheni imwe chete, vokugovanisai vachiita zvekuyera+ uye muchadya asi hamuzoguti.+
2 unofanira kutora zvimwe zvibereko zvekutanga pazvibereko zvese zvenyika, zvauchakohwa munyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako, wozviisa mutswanda, woenda kunzvimbo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare.+