Revhitiko 26:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Ndichaputsa kuzvikudza kwenyu ndoita kuti denga renyu rive sesimbi,+ uye nyika yenyu ive semhangura. Dheuteronomi 11:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Mukangodaro, Jehovha achakutsamwirai kwazvo, uye achavhara denga zvekuti hakuzonaya+ uye ivhu racho harizopi zvibereko zvaro uye muchakurumidza kuparara panyika yakanaka yamuri kupiwa naJehovha.+ 1 Madzimambo 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Zvino Eriya*+ muTishbhi, mugari wekuGiriyedhi,+ akati kuna Ahabhi: “NaJehovha mupenyu, Mwari waIsraeri wandinoshumira,* mumakore aya hakuzovi nedova kana mvura kunze kwekunge ini ndataura!”+
19 Ndichaputsa kuzvikudza kwenyu ndoita kuti denga renyu rive sesimbi,+ uye nyika yenyu ive semhangura.
17 Mukangodaro, Jehovha achakutsamwirai kwazvo, uye achavhara denga zvekuti hakuzonaya+ uye ivhu racho harizopi zvibereko zvaro uye muchakurumidza kuparara panyika yakanaka yamuri kupiwa naJehovha.+
17 Zvino Eriya*+ muTishbhi, mugari wekuGiriyedhi,+ akati kuna Ahabhi: “NaJehovha mupenyu, Mwari waIsraeri wandinoshumira,* mumakore aya hakuzovi nedova kana mvura kunze kwekunge ini ndataura!”+