Jeremiya 16:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka ndichakukandai kunze kwenyika ino muchinopinda munyika yamusina kuziva imi kana madzitateguru enyu,+ uye ikoko muchange mava kufanira kushumira vamwe vanamwari siku nesikati,+ nekuti handizokunzwirii nyasha.”’
13 Saka ndichakukandai kunze kwenyika ino muchinopinda munyika yamusina kuziva imi kana madzitateguru enyu,+ uye ikoko muchange mava kufanira kushumira vamwe vanamwari siku nesikati,+ nekuti handizokunzwirii nyasha.”’