Amosi 9:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Kana vakatapwa nevavengi vavo,Ndichatuma bakatwa uye richavauraya ikoko;+Ndichaisa maziso angu pavari kuti ndivaitire zvakaipa kwete zvakanaka.+
4 Kana vakatapwa nevavengi vavo,Ndichatuma bakatwa uye richavauraya ikoko;+Ndichaisa maziso angu pavari kuti ndivaitire zvakaipa kwete zvakanaka.+