-
Joshua 13:8, 9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Imwe hafu yedzinza racho, pamwe chete nevaRubheni nevaGadhi vakatora nhaka yavo yavakapiwa naMozisi kumabvazuva kwaJodhani, sekupiwa kwavakanga vaitwa naMozisi muranda waJehovha:+ 9 kubva kuAroeri,+ iri pamucheto peBani reAnoni,*+ neguta riri pakati pebani racho, nenzvimbo yese yakakwirira uye yakati sandara yeMedhebha kusvika kuDhibhoni;
-