7 Mhosva yedu ihombe kubvira pamazuva emadzitateguru edu kusvika nhasi;+ uye kukanganisa kwedu kwakaita kuti isu, nemadzimambo edu, nevapristi vedu, tiiswe muruoko rwemadzimambo edzimwe nyika, tiurayiwe nebakatwa,+ tiendeswe kuutapwa,+ tipambwe,+ uye tinyadziswe, sezvazviri nhasi.+