21 Pandakaona nguo yakanaka yekuShinari+ yaiva pazvinhu zvataipamba, uye mashekeri 200 esirivha nechigodo chimwe chete chegoridhe chinorema mashekeri 50, ndakazvida, ndikazvitora. Iye zvino zvakavigwa muvhu mutende rangu, uye mari iri pasi pazvo zvese.”