Dheuteronomi 9:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Chinzwa iwe Israeri, nhasi uri kuyambuka Jodhani+ kuti upinde, utore nyika yemarudzi makuru uye ane simba kukupfuura,+ maguta makuru uye ane masvingo anosvika kumatenga,*+ Joshua 3:2, 3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Papera mazuva matatu, vatungamiriri+ vakatenderera nemusasa wese, 3 vakarayira vanhu vachiti: “Pamunongoona areka yesungano yaJehovha Mwari wenyu yakatakurwa nevapristi vedzinza raRevhi,+ munofanira kubva panzvimbo yenyu, moitevera.
9 “Chinzwa iwe Israeri, nhasi uri kuyambuka Jodhani+ kuti upinde, utore nyika yemarudzi makuru uye ane simba kukupfuura,+ maguta makuru uye ane masvingo anosvika kumatenga,*+
2 Papera mazuva matatu, vatungamiriri+ vakatenderera nemusasa wese, 3 vakarayira vanhu vachiti: “Pamunongoona areka yesungano yaJehovha Mwari wenyu yakatakurwa nevapristi vedzinza raRevhi,+ munofanira kubva panzvimbo yenyu, moitevera.