2 Samueri 1:17, 18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Dhavhidhi akabva aimba rwiyo urwu rwekuchema Sauro nemwanakomana wake Jonatani+ 18 uye akati vanhu veJudha vadzidziswe rwiyo rwacho rwekuchema runonzi “Uta,” urwo rwakanyorwa mubhuku raJashari runoti:+
17 Dhavhidhi akabva aimba rwiyo urwu rwekuchema Sauro nemwanakomana wake Jonatani+ 18 uye akati vanhu veJudha vadzidziswe rwiyo rwacho rwekuchema runonzi “Uta,” urwo rwakanyorwa mubhuku raJashari runoti:+