Dheuteronomi 17:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Munhu anoita zvekuzvikudza asingateereri mupristi ari kushumira Jehovha Mwari wako kana kuti mutongi, anofanira kufa.+ Unofanira kubvisa zvakaipa pakati paIsraeri.+
12 Munhu anoita zvekuzvikudza asingateereri mupristi ari kushumira Jehovha Mwari wako kana kuti mutongi, anofanira kufa.+ Unofanira kubvisa zvakaipa pakati paIsraeri.+