Dheuteronomi 17:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Asi mambo wacho haafaniri kuva nemabhiza akawanda+ kana kuita kuti vanhu vadzokere kuIjipiti kunotora mamwe mabhiza,+ sezvo Jehovha akakuudza kuti, ‘Usazombodzokerazve nenzira iyi.’ Zvirevo 21:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Bhiza rinogadzirirwa zuva rekurwa,+Asi ruponeso nderwaJehovha.+
16 Asi mambo wacho haafaniri kuva nemabhiza akawanda+ kana kuita kuti vanhu vadzokere kuIjipiti kunotora mamwe mabhiza,+ sezvo Jehovha akakuudza kuti, ‘Usazombodzokerazve nenzira iyi.’