Dheuteronomi 2:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Asi Mambo Sihoni weHeshbhoni haana kutibvumira kupfuura, nekuti Jehovha Mwari wenyu akamurega achiomesa musoro+ uye achiomesa mwoyo, kuti amuise muruoko rwenyu sezvazvakaita nhasi.+
30 Asi Mambo Sihoni weHeshbhoni haana kutibvumira kupfuura, nekuti Jehovha Mwari wenyu akamurega achiomesa musoro+ uye achiomesa mwoyo, kuti amuise muruoko rwenyu sezvazvakaita nhasi.+