Dheuteronomi 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “‘Simukai, muyambuke Bani reAnoni.*+ Onai, ndaisa mumaoko enyu Sihoni+ muAmori, mambo weHeshbhoni. Saka tangai kutora nyika yake kuti ive yenyu, uye irwai naye.
24 “‘Simukai, muyambuke Bani reAnoni.*+ Onai, ndaisa mumaoko enyu Sihoni+ muAmori, mambo weHeshbhoni. Saka tangai kutora nyika yake kuti ive yenyu, uye irwai naye.