Vatongi 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Aya ndiwo marudzi akasiyiwa naJehovha kuti aedze vaIsraeri vese vakanga vasina kumboona hondo chero ipi zvayo muKenani+ Vatongi 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 madzishe mashanu evaFiristiya,+ nevaKenani vese, vaSidhoni,+ nevaHivhi+ vaigara muGomo reRebhanoni+ kubvira kuGomo reBhaari-hemoni kusvika kuRebhohamati.*+ 1 Samueri 6:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka vakabvunza kuti: “Tomuendesera mupiro wemhosva wechii?” Ivo vakati: “Endesai zvimapundu* zvishanu zvakaumbwa negoridhe nembeva shanu dzegoridhe zvakaenzana nenhamba yemadzishe evaFiristiya,+ nekuti mese henyu nemadzishe enyu makabatwa nedenda rimwe chete.
3 Aya ndiwo marudzi akasiyiwa naJehovha kuti aedze vaIsraeri vese vakanga vasina kumboona hondo chero ipi zvayo muKenani+
3 madzishe mashanu evaFiristiya,+ nevaKenani vese, vaSidhoni,+ nevaHivhi+ vaigara muGomo reRebhanoni+ kubvira kuGomo reBhaari-hemoni kusvika kuRebhohamati.*+
4 Saka vakabvunza kuti: “Tomuendesera mupiro wemhosva wechii?” Ivo vakati: “Endesai zvimapundu* zvishanu zvakaumbwa negoridhe nembeva shanu dzegoridhe zvakaenzana nenhamba yemadzishe evaFiristiya,+ nekuti mese henyu nemadzishe enyu makabatwa nedenda rimwe chete.