54 Munofanira kugova nyika yacho kumhuri dzenyu muchishandisa mujenya.+ Vanenge vakawanda, munofanira kuwedzera nhaka yavo, uye vanenge vari vashoma munofanira kuderedza nhaka yavo.+ Munhu wese achawana nhaka kunenge kwawira mujenya wake. Muchawana nhaka yenyu maererano nemadzinza emadzibaba enyu.+