Joshua 21:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Uye kubva kudzinza raNaftari vakapiwa guta rekuti munhu anenge auraya apotere,+ kureva Kedheshi+ iri muGarireya nemafuro ayo, Hamoti-dhori nemafuro ayo, neKatani nemafuro ayo, maguta matatu.
32 Uye kubva kudzinza raNaftari vakapiwa guta rekuti munhu anenge auraya apotere,+ kureva Kedheshi+ iri muGarireya nemafuro ayo, Hamoti-dhori nemafuro ayo, neKatani nemafuro ayo, maguta matatu.