Dheuteronomi 7:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Achaisa madzimambo avo muruoko rwako,+ uye uchaparadza mazita avo pasi pedenga.+ Hapana munhu achamirisana newe,+ kusvikira wavaparadza.+ Dheuteronomi 11:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Hapana achamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vese venyika yese yamuchafamba vavhunduke uye vakutyei+, sezvaakakupikirai.
24 Achaisa madzimambo avo muruoko rwako,+ uye uchaparadza mazita avo pasi pedenga.+ Hapana munhu achamirisana newe,+ kusvikira wavaparadza.+
25 Hapana achamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vese venyika yese yamuchafamba vavhunduke uye vakutyei+, sezvaakakupikirai.