Joshua 16:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nyika yakagoverwa vanhu vekwaJosefa+ pachishandiswa mujenya+ yaitangira paJodhani kuJeriko ichisvika kuchitubu chiri kumabvazuva kweJeriko, ichipfuura nemugwenga ichikwira kubva kuJeriko kuenda kumakomo ekuBheteri.+ Joshua 16:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 yoenda nekumavirira kumuganhu wevaJafreti kusvika kumuganhu weBheti-horoni Yezasi+ neGezeri,+ yoperera kugungwa. Joshua 18:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Dzinza raBhenjamini rakapiwa mugove waro pachishandiswa mujenya, maererano nemhuri dzavo, uye nyika yavakapiwa yaiva pakati perudzi rwaJudha+ nevanhu vekwaJosefa.+ Joshua 18:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Muganhu wacho waibva ipapo uchienda kuRuzi, kumateru ekumaodzanyemba eRuzi, kureva Bheteri;+ muganhu wacho waidzika uchienda kuAtaroti-adhari+ pagomo riri kumaodzanyemba kweBheti-horoni Yezasi.+
16 Nyika yakagoverwa vanhu vekwaJosefa+ pachishandiswa mujenya+ yaitangira paJodhani kuJeriko ichisvika kuchitubu chiri kumabvazuva kweJeriko, ichipfuura nemugwenga ichikwira kubva kuJeriko kuenda kumakomo ekuBheteri.+
3 yoenda nekumavirira kumuganhu wevaJafreti kusvika kumuganhu weBheti-horoni Yezasi+ neGezeri,+ yoperera kugungwa.
11 Dzinza raBhenjamini rakapiwa mugove waro pachishandiswa mujenya, maererano nemhuri dzavo, uye nyika yavakapiwa yaiva pakati perudzi rwaJudha+ nevanhu vekwaJosefa.+
13 Muganhu wacho waibva ipapo uchienda kuRuzi, kumateru ekumaodzanyemba eRuzi, kureva Bheteri;+ muganhu wacho waidzika uchienda kuAtaroti-adhari+ pagomo riri kumaodzanyemba kweBheti-horoni Yezasi.+