Joshua 19:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Waibva kuSaridhi uchienda nechekumabvazuva, kumuganhu weKisroti-tabhori, wobuda uchienda kuDhabherati+ wobva wakwira kuJafiya. Joshua 19:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Iyi ndiyo yaiva nhaka yevanhu vekwaZebhuroni maererano nemhuri dzavo.+ Aya ndiwo aiva maguta acho nemisha yawo.
12 Waibva kuSaridhi uchienda nechekumabvazuva, kumuganhu weKisroti-tabhori, wobuda uchienda kuDhabherati+ wobva wakwira kuJafiya.
16 Iyi ndiyo yaiva nhaka yevanhu vekwaZebhuroni maererano nemhuri dzavo.+ Aya ndiwo aiva maguta acho nemisha yawo.