Dheuteronomi 6:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ida Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese+ nesimba rako rese.*+ Dheuteronomi 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Unofanira kuda Jehovha Mwari wako,+ uye kugara uchiita zvaakati uite uye kuchengeta mirau yake, mitongo yake, nemirayiro yake. Mateu 22:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Iye akati kwaari: “‘Ida Jehovha* Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese nepfungwa dzako dzese.’+
11 “Unofanira kuda Jehovha Mwari wako,+ uye kugara uchiita zvaakati uite uye kuchengeta mirau yake, mitongo yake, nemirayiro yake.
37 Iye akati kwaari: “‘Ida Jehovha* Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese nepfungwa dzako dzese.’+