Joshua 18:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Ungano yese yevaIsraeri yakabva yaungana paShiro,+ vakadzika tende rekusanganira ipapo,+ sezvo nyika yacho yakanga yaiswa mumaoko avo.+ Joshua 19:51 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 51 Idzi ndidzo nhaka dzakagovewa+ nemupristi Eriyezari naJoshua mwanakomana waNuni nevakuru vedzimba dzemadzibaba emadzinza aIsraeri pachishandiswa mujenya muShiro+ pamberi paJehovha, pasuo retende rekusanganira.+ Saka vakapedza kugova nyika yacho.
18 Ungano yese yevaIsraeri yakabva yaungana paShiro,+ vakadzika tende rekusanganira ipapo,+ sezvo nyika yacho yakanga yaiswa mumaoko avo.+
51 Idzi ndidzo nhaka dzakagovewa+ nemupristi Eriyezari naJoshua mwanakomana waNuni nevakuru vedzimba dzemadzibaba emadzinza aIsraeri pachishandiswa mujenya muShiro+ pamberi paJehovha, pasuo retende rekusanganira.+ Saka vakapedza kugova nyika yacho.