Genesisi 36:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka Isau akagara munyika ine makomo yeSeiri.+ Isau ndiye Edhomu.+ Dheuteronomi 2:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Musanetsana navo,* nekuti handisi kuzokupai nyika yavo, kunyange panokwana tsoka, nekuti ndakapa Isau Gomo reSeiri kuti rive nhaka yake.+
5 Musanetsana navo,* nekuti handisi kuzokupai nyika yavo, kunyange panokwana tsoka, nekuti ndakapa Isau Gomo reSeiri kuti rive nhaka yake.+