Joshua 11:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Joshua akakunda nyika yese iyi, nyika ine makomo, Negebhu yese,+ nyika yese yeGosheni, Shefera,+ Arabha,+ nenharaunda ine makomo yeIsraeri nenzvimbo yayo yakadzikira,* Joshua 21:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Jehovha akavapawo zororo kumativi ese, sezvaakanga apika kumadzitateguru avo,+ uye pavavengi vavo hapana kana mumwe chete aikwanisa kumirisana navo.+ Jehovha akaisa vavengi vavo vese mumaoko avo.+ VaHebheru 11:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Nekutenda, masvingo eJeriko akakoromoka pashure pekunge vanhu vaatenderera kwemazuva manomwe.+
16 Joshua akakunda nyika yese iyi, nyika ine makomo, Negebhu yese,+ nyika yese yeGosheni, Shefera,+ Arabha,+ nenharaunda ine makomo yeIsraeri nenzvimbo yayo yakadzikira,*
44 Jehovha akavapawo zororo kumativi ese, sezvaakanga apika kumadzitateguru avo,+ uye pavavengi vavo hapana kana mumwe chete aikwanisa kumirisana navo.+ Jehovha akaisa vavengi vavo vese mumaoko avo.+