-
Dheuteronomi 30:19, 20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Ndinoti denga nenyika ngazvikupupurire nhasi kuti ndaisa upenyu nerufu pamberi pako, uye chikomborero nekutukwa;+ saka unofanira kusarudza upenyu kuti urarame,+ iwe nevana vako,+ 20 nekuda Jehovha Mwari wako,+ nekuteerera inzwi rake, uye nekunamatira kwaari,+ nekuti iye ndiye upenyu hwako uye ndiye achaita kuti ukwanise kugara kwenguva refu munyika yakapikirwa naJehovha kuti achapa madzitateguru ako, Abrahamu, Isaka, naJakobho.”+
-