Joshua 24:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Joshua akati kuvanhu vese: “Izvi ndizvo zviri kutaurwa naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Kare kare+ madzitateguru enyu+ aigara mhiri kweRwizi,* iye Tera baba vaAbrahamu nababa vaNahori, uye vaishumira vamwe vanamwari.+
2 Joshua akati kuvanhu vese: “Izvi ndizvo zviri kutaurwa naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Kare kare+ madzitateguru enyu+ aigara mhiri kweRwizi,* iye Tera baba vaAbrahamu nababa vaNahori, uye vaishumira vamwe vanamwari.+