Vatongi 2:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Asi paifa mutongi wacho, vaibva vatangazve kuita zvakashata kupfuura madzibaba avo vachitevera vamwe vanamwari vachivashumira nekuvakotamira.+ Havana kurega mabasa avo neunhu hwavo hwekuoma musoro.
19 Asi paifa mutongi wacho, vaibva vatangazve kuita zvakashata kupfuura madzibaba avo vachitevera vamwe vanamwari vachivashumira nekuvakotamira.+ Havana kurega mabasa avo neunhu hwavo hwekuoma musoro.