RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 2:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Pese pavaipiwa vatongi naJehovha,+ Jehovha aibva ava nemutongi wacho ovaponesa kubva mumaoko evavengi vavo mazuva ese emutongi wacho; nekuti Jehovha aivanzwira tsitsi*+ nekugomera kwavaiita kwaikonzerwa nevaya vaivadzvinyirira+ nevaya vaivaitira utsinye.

  • Vatongi 3:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 VaIsraeri pavakashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire,+ Jehovha akavapa muponesi kuti avanunure,+ ainzi Otinieri+ mwanakomana waKenazi, munin’ina waKarebhi.

  • Pisarema 107:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Vaishevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe pakutambudzika kwavo;

      Aivaponesa mutsekwende yavaiva mairi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe