Vatongi 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akatuma nhume kunoshevedza Bheraki+ mwanakomana waAbhinoamu kubva kuKedheshi-naftari,+ akati kwaari: “Jehovha Mwari waIsraeri ndiye apa murayiro uyu wekuti, ‘Endai kuGomo reTabhori,* uye tora varume 10 000 vekwaNaftari nekwaZebhuroni uende navo.
6 Akatuma nhume kunoshevedza Bheraki+ mwanakomana waAbhinoamu kubva kuKedheshi-naftari,+ akati kwaari: “Jehovha Mwari waIsraeri ndiye apa murayiro uyu wekuti, ‘Endai kuGomo reTabhori,* uye tora varume 10 000 vekwaNaftari nekwaZebhuroni uende navo.