Vatongi 14:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Pazuva rechina, vakati kumudzimai waSamsoni: “Nyengedza murume wako+ kuti atiudze kududzirwa kwechirahwe chacho. Kana ukasadaro, tichakupisa nemoto iwe neveimba yababa vako. Makatikoka pano kuti mutore zvinhu zvedu here?”
15 Pazuva rechina, vakati kumudzimai waSamsoni: “Nyengedza murume wako+ kuti atiudze kududzirwa kwechirahwe chacho. Kana ukasadaro, tichakupisa nemoto iwe neveimba yababa vako. Makatikoka pano kuti mutore zvinhu zvedu here?”