1 Samueri 8:4, 5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekufamba kwenguva, vakuru vaIsraeri vese vakaungana, vakaenda kwaiva naSamueri kuRama. 5 Vakati kwaari: “Onai! Imi makwegura, asi vanakomana venyu havasi kufamba munzira dzenyu. Saka gadzai mambo kuti atitonge semamwe marudzi ese.”+
4 Nekufamba kwenguva, vakuru vaIsraeri vese vakaungana, vakaenda kwaiva naSamueri kuRama. 5 Vakati kwaari: “Onai! Imi makwegura, asi vanakomana venyu havasi kufamba munzira dzenyu. Saka gadzai mambo kuti atitonge semamwe marudzi ese.”+