RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Rute 1:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Asi Rute akati: “Musandimanikidza kuti ndikusiyei; ndiregei ndiende nemi, nekuti kwamunoenda ndiko kwandichaendawo, pamunorara ndipo pandichararawo. Vanhu venyu vachava vanhu vanguwo, naMwari wenyu achava Mwari wanguwo.+

  • Rute 1:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Uku ndiko kudzoka kwakaita Naomi kubva kunyika yeMoabhi+ aina Rute muroora wake wekuMoabhi. Vakasvika kuBhetrehema bhari ichangotanga kukohwewa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe