1 Samueri 14:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 (Ahija mwanakomana waAhitubhu,+ mukoma waIkabhodhi,+ mwanakomana waFiniyasi,+ mwanakomana waEri,+ mupristi waJehovha wekuShiro,+ akanga akapfeka efodhi.*)+ Uye vanhu havana kuziva kuti Jonatani akanga aenda.
3 (Ahija mwanakomana waAhitubhu,+ mukoma waIkabhodhi,+ mwanakomana waFiniyasi,+ mwanakomana waEri,+ mupristi waJehovha wekuShiro,+ akanga akapfeka efodhi.*)+ Uye vanhu havana kuziva kuti Jonatani akanga aenda.