Eksodho 19:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka kana mukanyatsoteerera inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu yandinokoshesa pakati pemarudzi ese,+ nekuti nyika yese ndeyangu.+ Dheuteronomi 32:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti vanhu vaJehovha ndivo mugove wake;+Jakobho ndiye nhaka yake.+
5 Saka kana mukanyatsoteerera inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu yandinokoshesa pakati pemarudzi ese,+ nekuti nyika yese ndeyangu.+