2 Samueri 19:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Asi Dhavhidhi akati: “Ko zvinei nemi nhai vanakomana vaZeruya,+ kuti nhasi muite zvinopesana nezvandinoda? Pane munhu anofanira kuurayiwa here pakati paIsraeri nhasi? Handizivi here kuti nhasi ndiri mambo weIsraeri?”
22 Asi Dhavhidhi akati: “Ko zvinei nemi nhai vanakomana vaZeruya,+ kuti nhasi muite zvinopesana nezvandinoda? Pane munhu anofanira kuurayiwa here pakati paIsraeri nhasi? Handizivi here kuti nhasi ndiri mambo weIsraeri?”