RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 17:47
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 47 Uye vanhu vese vari pano vachaziva* kuti Jehovha haaponesi nebakatwa kana kuti nepfumo,+ nekuti kurwa ndekwaJehovha,+ uye achakuisai mese mumaoko edu.”+

  • 1 Samueri 17:50
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 50 Saka Dhavhidhi akakunda muFiristiya wacho nechipfuramabwe nedombo; akawisira muFiristiya wacho pasi akamuuraya, kunyange zvazvo Dhavhidhi akanga asina bakatwa muruoko rwake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe