1 Madzimambo 1:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Mupristi Zadhoki akabva atora nyanga yemafuta+ mutende,+ akazodza Soromoni,+ uye vakatanga kuridza hwamanda, vanhu vese vakatanga kushevedzera vachiti: “Mambo Soromoni ngaarambe achirarama!”
39 Mupristi Zadhoki akabva atora nyanga yemafuta+ mutende,+ akazodza Soromoni,+ uye vakatanga kuridza hwamanda, vanhu vese vakatanga kushevedzera vachiti: “Mambo Soromoni ngaarambe achirarama!”