1 Samueri 17:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Mumwe murume aiva shasha yekurwa akabva abuda mumisasa yevaFiristiya; ainzi Goriyati,+ ari wekuGati,+ uye akanga akareba mamita anenge matatu.* 1 Samueri 17:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Pamipimbiri yake paiva nezvinodzivirira zvemhangura uye aiva akabereka pfumo diki+ remhangura kumusana kwake.
4 Mumwe murume aiva shasha yekurwa akabva abuda mumisasa yevaFiristiya; ainzi Goriyati,+ ari wekuGati,+ uye akanga akareba mamita anenge matatu.*
6 Pamipimbiri yake paiva nezvinodzivirira zvemhangura uye aiva akabereka pfumo diki+ remhangura kumusana kwake.