RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 8:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Akati: “Mambo achakutongai achava nekodzero yekuita zvinhu izvi:+ Achatora vanakomana venyu+ ovaisa mungoro dzake+ oita kuti vave vatasvi vemabhiza ake,+ uye vamwe vachafanira kumhanya pamberi pengoro dzake.

  • 1 Samueri 16:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Sauro akatumira shoko kuna Jese, achiti: “Ndapota, Dhavhidhi ngaarambe achindishandira, nekuti ndamufarira.”

  • 1 Samueri 17:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Dhavhidhi aiti akamboenda kwaSauro, odzokera kunofudza makwai+ ababa vake kuBhetrehema.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe