1 Samueri 16:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Mweya waJehovha wakanga wabva pana Sauro,+ uye mweya wakaipa waibva kuna Jehovha waimutambudza.+