2 Samueri 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Kare Sauro paaiva mambo wedu, ndimi maitungamirira vaIsraeri pavaienda kunorwa.*+ Uye Jehovha akati kwamuri: ‘Uchafudza vanhu vangu vaIsraeri, uye uchava mutungamiriri wevaIsraeri.’”+
2 Kare Sauro paaiva mambo wedu, ndimi maitungamirira vaIsraeri pavaienda kunorwa.*+ Uye Jehovha akati kwamuri: ‘Uchafudza vanhu vangu vaIsraeri, uye uchava mutungamiriri wevaIsraeri.’”+