RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 21:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Jehovha akayeuka Sara sezvaakanga ataura, uye Jehovha akaitira Sara zvaakanga avimbisa.+ 2 Saka Abrahamu paakanga akwegura, Sara akava nepamuviri,+ akamuberekera mwanakomana, panguva yakanga yavimbiswa naMwari.+

  • 1 Samueri 1:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Vakabva vafumomuka, vakakotama pamberi paJehovha, ndokubva vadzokera kumba kwavo kuRama.+ Erikana akarara nemudzimai wake Hana, uye Jehovha akayeuka Hana.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe