2 Samueri 7:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Mambo Dhavhidhi akabva apinda akagara pasi pamberi paJehovha, akati: “Nhai Changamire Ishe Jehovha, ndini aniwo zvangu? Uye imba yangu chii zvamandiitira zvese izvi?+
18 Mambo Dhavhidhi akabva apinda akagara pasi pamberi paJehovha, akati: “Nhai Changamire Ishe Jehovha, ndini aniwo zvangu? Uye imba yangu chii zvamandiitira zvese izvi?+