1 Samueri 7:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Samueri akaramba achitonga nyaya dzevaIsraeri kweupenyu hwake hwese.+ 1 Samueri 7:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi aidzokera kuRama,+ nekuti ndiko kwaiva neimba yake, uye aitongawo vaIsraeri ikoko. Akavakira Jehovha atari ikoko.+
17 Asi aidzokera kuRama,+ nekuti ndiko kwaiva neimba yake, uye aitongawo vaIsraeri ikoko. Akavakira Jehovha atari ikoko.+